Browse Words
Shona Definition
Chiradza chinhu chakakura kana kugara panzvimbo kwenguva refu. Zviradza zvepano zvinyerere, pwere dzichiguraudza. Chiradza inyoka huru inotyisa. Chiradza munhu anodhakwa zvikuru.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.