Shona Definition
Zano ipfungwa yakanaka pamusoro peimwe nyaya. Zano pangwa uine rako. Zano imhangwa kana pfungwa yokuraira nokuvaka munhu tsika dzake. Zano ishiripiti rekuona mafambisiro akanaka ehurongwa hweupenyu kana humwewo.
English Translation
Advice is a good idea about a certain issue. Advice is given when you have your own. Advice is a suggestion or idea to guide and build a person's character. Advice is a key to seeing the best way to manage a life plan or another program.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Chipandwa chinhu chidiki chaunoona kana kunzwa chinoita kuti upedzisire waziva kana kunzwisisa kana kuwana zano.”
from chipandwa“Kuti kabwada kurara kwemunhu ashaya zano, anopisa tsitsi.”
from kabwada“Mhindu ipfungwa dzinokwanisa kusanduka nokukasira, zvichienderana nemamiriro ezvinhu, izvi zvichibva zvaita kuti ukurumidze kuruka zano rinobatsira.”
from mhindu“Ku vambira kupa munhu zano kana ruzivo pane zvichaitika.”
from -vambira“Kuti dano kushayiswa zano nezvinenge zvaitika kana nedambudziko rinenge rakuwira.”
from dano“Kana muriritiri wavanhu akafa, vanhu vose vanoshaya zano nokuti hakuchina kwavangawana batsiro seyavanga vachiwana kumunhu iyeyu.”
from Rwizi rukuru kupwa / mombe dzinonwepi?