Browse Words
Shona Definition
Mhindu ipfungwa dzinokwanisa kusanduka nokukasira, zvichienderana nemamiriro ezvinhu, izvi zvichibva zvaita kuti ukurumidze kuruka zano rinobatsira. Ukava nemhindu muhondo unorarama.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“mhindu Idzi injere kana unyanzvi hokukwanisa kuita zvinhu zvinoita kuti munhu akwanise kubuda panenge pakashata.”
from mabhindauko“Uku kuita mhindu dzokuzviraramisa.”
from gwakumukwaku“Mhindu ndidzo dzinosaka vazhinji vabudirire.”
from Kusandudza ugaro / kwakapa muranda ndoro