DuraMazwi
Browse Words
Words

chipandwa

Shona Definition

Chipandwa chinhu chidiki chaunoona kana kunzwa chinoita kuti upedzisire waziva kana kunzwisisa kana kuwana zano. Mbavha yakasiya chipandwa cheshangu yayo.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.