DuraMazwi
Browse Words
Words

kabwada

Shona Definition

Kana dumbu kana kuti saga rakati kabwada rinenge rakawira mukati, kuratidza kuti mukati hamuchina chinhu. Kuti kabwada kurara kwemunhu ashaya zano, anopisa tsitsi.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.