Browse Words
Shona Definition
Kana mwana achi yema anenge achingogara achichemachema zvisina shumo. Munhu mukuru anonzi ari ku yema kana achida kubatwa semwana mudiki, zvekuda kuitirwa zvinhu nezvaanokwanisawo kuita pachake.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.