Browse Words
Shona Definition
Kana munhu achi yemura chimwe chinhu, anenge achiyevedzwa nacho uye achichifarirawo zvakare. Mai Simba vaiyemura Yeukai, zvekuti vaitoda kuti aroorwe nemwana wavo, asi zvakaramba nekuti Simba wacho aida Shingi wake.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.