DuraMazwi
Browse Words
Words

-yemedzeka

Shona Definition

-yema . Ku yemedzeka kudokwairirana nekusvapurirana kunoita vadiwa, vachiitirana nekutaurirana tunhu twunooneka nevateereri kunge twusina musoro. Zvinobhowa chaizvo kuti, kana iwe uchida kufonera zvinhu zvine basa mumwe munhu oramba achingoyemedzeka.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.