Used in other entries
“Mombe yatavhiya yanga ine chizvizvi chine majecha mukati.”
from chizvizvi“Ndiro yanga yakachena nechiwaya.”
from chiwaya“Shamwari, weti yanga yandikiya.”
from -kiya“Kana imba yati hwaradada inenge isisina midziyo yanga irimo, nokuda kwekuti yabiwa kana kuti yabviswa mumba umu.”
from hwaradada“Kuti gwadara gwadara kurwisana nokumuka kunoita mhuka yanga yakarara pasi.”
from gwadara gwadara“Iri ivhu repamusoro rinenge rakaoma, panzvimbo yanga ine madhaka.”
from nhurubvukwa