DuraMazwi
Browse Words
Words

chiwaya

Shona Definition

Chiwaya rudzi rwechibage chinokangwa chichiputika kubuda zvomukati. Ndiro yanga yakachena nechiwaya. Chiwaya chigaba chinokangirwa nzungu nenyimo. Chiwaya idhirezi rinenge rakafara zasi kwaro. Chisikana chakazeya dhirezi rikati peku nokuti raiva chiwaya. Uyu mudhebhe wakachekwa kumakumbo awo kuti upfupike. Vakomana vechidiki vanofarira kucheka midhebhe yavo kuita zviwaya. kabanga

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.