DuraMazwi
Browse Words
Words

hwaradada

Shona Definition

Kana imba yati hwaradada inenge isisina midziyo yanga irimo, nokuda kwekuti yabiwa kana kuti yabviswa mumba umu. hwarangada .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.