Browse Words
Shona Definition
Uso hwomunhu huri pamberi pomusoro, huchibva pachirebvu kusvika pahuma. chiso hope
English Translation
The face of a person is at the front of the head, extending from the chin to the forehead. Face hope.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Uyu munhu mukobvu ane uso hwakashata.”
from dikinyarwa“Kana munhu akati kwindi anenge aine uso husingaratidzi kufara, uye asingataudzani nevamwe.”
from kwindi“Kana munhu akati kwindima anenge aine uso husina kusununguka achityisa.”
from kwindima“Uso hwakanaka ihokera kuvarume.”
from hokera“uso”
from chiso“Kuti fida kushandura uso hwako pekarepo uchiratidza kusafara.”
from fida