DuraMazwi
Browse Words
Words

unhinhi

Shona Definition

Unhinhi kutira kuya kwemunhu asingateti kana kurwadziwa nekurohwa. Unhinhi itsika yokusada kuita zvinhu uye yokusaterera, uchiita sokuti unoda kuona kuti unogoitwa sei.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.