Used in other entries
“Kana munhu achi detemba anenge achitaura mazwi ane udzamu, achishandisa fananidzo, mizvambarara, mazita emadunhurirwa neumwe mutauro woungwaru kuti zvaanotaura zvinatsonzwikwa kana kunakidza.”
from -detemba“Kana gomba richinzi raka dzika rinenge rine udzamu hwakakura.”
from -dzika“Chirevo mazwi ane udzamu mune zvaanoreva, kazhinji ari ematambidzanwa.”
from chirevo“Kana zvichinzi zvinotaurwa nemunhu zvaka depa zvinege zviri zvinhu zvataurwa asi zvisina udzamu hwefungwa.”
from -depa“Iyi itsanangudzo yakatsetsenuka, ine udzamu.”
from udorongashwa