DuraMazwi
Browse Words
Words

-depa

Shona Definition

Kana chinhu chaka depa chinenge chakareburuka, uye chakatetepa chichinotepukira. Kana zvichinzi zvinotaurwa nemunhu zvaka depa zvinege zviri zvinhu zvataurwa asi zvisina udzamu hwefungwa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.