Used in other entries
“Mutatu chidavado chekuruka tyava kana tambo, uchishandisa tambo diki, dzinenge dzichipindana, dziri nhatu.”
from mutatu“Kuti tya kurira kunoita tyava kana kuti huni dziri kuvhunwa.”
from tya“Fosi ndokuya mberi kwechiwepu kana kuti tyava kwakarukirirwa, kusiri kumubato.”
from fosi“Fumho kumucheto kwetambo kana tyava yakakoshwa kana kurukwa, asi iko kusina kuzorukwa, zvokuti kunogona kushandiswa kupumha kana kusvaya.”
from fumho“Ku kosa kutora makavi kana shinda uchiita kuti dzimhanyirane, paunenge uchidzikwizira pagumbo pako uchigadzira tambo kana gasho kana tyava.”
from -kosa“Kuti shwape kurira kunoita chiwepu kana kuti tyava.”
from shwape