Browse Words
Shona Definition
Fumho idavi rine mashizha manyoro rinoshandiswa kudzimura mwoto mudondo. Fumho ingowani yakarukwa. Fumho kumucheto kwetambo kana tyava yakakoshwa kana kurukwa, asi iko kusina kuzorukwa, zvokuti kunogona kushandiswa kupumha kana kusvaya.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.