DuraMazwi
Browse Words
Words

tya

Shona Definition

Kuti tya kurira kunoita tyava kana kuti huni dziri kuvhunwa. Kuti tya kubaya kunoita mabayo muchipfuva chemunhu. Kana munhu akati tya anenge akarara hope dzakasimba kwazvo. pfodo .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries