Browse Words
Shona Definition
Mutatu kurongwa kwemapfihwa, ari matatu, pachoto. Mutatu ibhasikoro rinochinjwa kuti ripfave kana kuti riome pakuchovha. Mutatu itsoro inotambwa nevanhu vaviri, inonyorwa ine makona matatu, nezvekutambisa zvacho, zvitatu pamunhu. Mutatu chidavado chekuruka tyava kana tambo, uchishandisa tambo diki, dzinenge dzichipindana, dziri nhatu. Mutatu kufamba nemakumbo matatu kunoita imbwa, kana imwewo mhuka ine makumbo mana, kana yakuvara rimwe gumbo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.