Browse Words
Shona Definition
dzimba Tsimba kamhuka kaduku kanofamba usiku, uye kanodya mbeva, makonzo neshiri. nyongo simba Tsimba zvinhu zvinenge zvakazadza chanza cheruoko rwemunhu. Ndinokorerevo tsimba yemutetenerwa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ndakapa mwana wangu tsimba yezvihwitsi akapedza kuzviduduna.”
from -duduna“Kuti dzamu kutora tsimba izere yechinhu uchiita sokunge unotya kupedzerwa.”
from dzamu“tsimba dzoka joka”
from dzimba“simba tsimba”
from nyongo“Kuti dzamu kutora tsimba izere yechinhu uchiita sokunge unotya kupedzerwa.”
from dzamu