Used in other entries
“Kana uchi danangura unenge uchidya zvishoma nezvishoma sokunge usingadi kana kuti unosema zvauri kudya.”
from -danangura“Kuti dzamu kutora tsimba izere yechinhu uchiita sokunge unotya kupedzerwa.”
from dzamu“Musimbwa kunonoka kuita zvawataurirwa, uchitoita sokunge haudi kuzviita.”
from musimbwa“Ku swadhamuka kufamba kwemunhu ane muviri mukuru, achiita sokunge asina hanya nemafambiro ake.”
from -swadhamuka“Ku tabadika kufamba kunoita munhu anenge akapfeka nguwo yakareba, achiita sokunge akadadamira nokuti anenge achitya kuitsika.”
from -tabadika“Kuti takarasima kuramba uchingoita basa kana zvimwewo kwenguva yakareba, uchiita sokunge hauchadi kuregera.”
from takarasima