Used in other entries
“Ku gwajura kubvisa kana kuti kudzura chakabatira pane imwe nzvimbo sokuti miti kana zino.”
from -gwajura“Ku gwamura kubvisa gwande romuti, sokuti kana uchida kuisira uchi.”
from -gwamura“Ku gwanzura kupamura sokuti danda hombe, kana kubvisa kapenga keganda romuti.”
from -gwanzura“Gwenhure ishiri inochema ichiita sokuti iri kuti, "Chisamugwenhure!".”
from gwenhure“Kuti ngurungundu kurira kunoita mudenga kana kuchinaya mvura ina mabhanan'ana, kana kuomba kunoita mhuka sokuti imbwa kana yatsamwa sezvingaita imbwa.”
from ngurungundu“Munhu ano shoropodza anenge achitsvaga zvakanganiswa navamwe, achivaita sokuti havanzwisisi, nokungosimbirira kutaura izvozvo.”
from -shoropodza