Browse Words
Shona Definition
Ku sona nhumbi kubatanidza mapandi ayo, kana kubatanidza pakabvaruka payo. Kana uchi sona munhu, unenge uchiramba uri padyo naye chero kwese kwaaenda. Mbavha dzakanga dzakasona murume aiva negwama remari, dzichida kumubira. Kana mbwa yaka sona shuro inenge ichiidzingirira iri padhuzedhuze nayo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.