Used in other entries
“Kuti dzvutu kuburitsa maziso asi usinganyatsoona zvaunenge wakatarisa, sezvinonzi uri kurota.”
from dzvutu“Kuti mburumbu kutaura sezvinonzi mumuromo makazara kana pane zvaunotsenga.”
from mburumbu“Pakutaura anongobvodoka pasina anomupingudza sezvinonzi iye ndimambo.”
from Muroyi ndimambo“Kune zvimwe zvinhu zvinouya pavanhu vanoti kana vangobudirira kana kuita chinhu kamwe chete vozvikokomadza sezvinonzi vachabata denga rechinomwe vanowanzosekwa.”
from Rugare rwedafi / runouya nemvura kunaya“Munhu ngaarege kugara achishungurudzwa nechinhu chinenge chamuwira sezvinonzi ndiye oga atanga kutambudzwa nechinhu chakadaro.”
from Nhamo ndeya vanhu / suka maoko“Kana achinge arovedzera kuita mabasa acho zvinoita sezvinonzi akasikirwa kuita mabasa akadai.”
from Ndechemba / vakadzi kuva nedinha panhova