DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Nhamo ndeya vanhu / suka maoko

Shona Definition

Munhu ngaarege kugara achishungurudzwa nechinhu chinenge chamuwira sezvinonzi ndiye oga atanga kutambudzwa nechinhu chakadaro. Kana munhu akarambwa nomukadzi kana kuti nomurume anofanira kuziva kuti haasiri ive aitirwa zvakadaro oga. Kana akatsunga mwoyo anogona kuwana imwe shamwari yakanaka zvekare.

English Translation

Trouble is something everybody meets, so do not let a common misfortune eat away at you as though you were the first ever to suffer it.

Cultural Context

“Offered as comfort to someone whose marriage has broken up, since divorce is far from rare.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.