Browse Tsumo
Shona Definition
Kune zvimwe zvinhu zvinouya pavanhu vanoti kana vangobudirira kana kuita chinhu kamwe chete vozvikokomadza sezvinonzi vachabata denga rechinomwe vanowanzosekwa. Voruzhinji vanenge vachiziva kuti uyu unongova mufaro wenguva pfupi.
English Translation
The frog's good times arrive only when the rain does. People who puff themselves up over one stroke of good fortune invite laughter, because everyone else can see the pleasure will not last.
Cultural Context
“Quoted cheerfully at a large feast where meat is plentiful, and also by an onlooker hinting that such abundance is only passing.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.