Used in other entries
“Iyi itsika yokuti munhu anozvitakurira chikafu achienda kubasa, sezvo pasina chokugoverwa.”
from chikafu mudhodha“Vachati vakahaya motokari yokuendesa kuchechi, sezvo ivo vakanga vasina yavo yaikwanisa kutakura vanhu vakawanda.”
from -haya“Ndara inyoka hombe ine musoro wakapashamara nemuswe mupfupi inouraya, nokumonera sezvo isina uturu.”
from ndara“Aka kagonye kakaita senyongorosi, kanotyirwa nevanhu kuti kanogona kupinda mumuviri nekuzasi vachigeza, sezvo iko kachigara pasi pemvura.”
from mvuwerere“Kana munhu achiti anoda chero chinhu anenge asina basa nekuti chaanopihwa chakadii sezvo chese chese chinenge chichingoita.”
from chero“Kana oda nyama anofanira kuenda kundovhima sezvo uhombarume chete ndihwo hungapedza nhomba yake.”
from Umhizha hwejaha / huri pademo. (M)