Used in other entries
“Vakomana vadya sadza nechiyambwe.”
from chiyambwe“Ndiro yechipiriso haiburirwi sadza.”
from chipiriso“Sadza raita makomba rachoborwa nehuku.”
from -chobora“Ndakadya sadza ravatete zvechirango asi ini ndakanga ndakaguta.”
from chirango“Ku chovonjera kutsokotera muriwo muhari nomugoti kana chipunu, kuti upfave ugokwanisa kudyisa sadza.”
from -chovonjera“Mwana aidya sadza achidanangura nokuti akambenge ambodya zvimwewo.”
from -danangura