Used in other entries
“Kana dumbu kana kuti saga rakati kabwada rinenge rakawira mukati, kuratidza kuti mukati hamuchina chinhu.”
from kabwada“saga”
from saki“Murume wokusumudza masimbi akati saga romunyu tiringindi akaritadza.”
from tiringindi“Kana saga rezviyo rikatsemuka, zviyo zvinoti fosho kubuda zvichiita zvokuwodzvoka.”
from fosho“Amai vakati bidyu saga rechibage ndokunanga kuchigayo.”
from bidyu“Enda unoti bhu bhu bhu saga iri panze tizogara.”
from bhu bhu bhu