Used in other entries
“Kana rwizi rwa dira runenge rwawedzera mvura yakawanda panguva imwe chete.”
from -dira“Dhamu iri ndiro rava kuomesa rwizi rwedu nekuti, kubvira zvarakavakwa, rwizi irworwu harwuchambonyatsooneki parwo.”
from kwau“Pataiyambuka rwizi takasimudza hembe dzedu ndokudzikunya kuti dzisanyorove mumvura.”
from -kunya“Ichi chiratidzakure chetsinhiro yomumupanda Rwizi irworwo ndirwo rwamunoti kana mangobira mhiri mapinda munyika yaShe Muringani.”
from irworwo“Kuti sai sai kuzara nepamusoro kunenge kwakaita rwizi.”
from sai sai“Izvi zvimavhu nemarara zvinokukurwa nemvura kana rwizi ruchiyerera nesimba, zvozosiyiwa kana mvura yave shoma.”
from rukukundwa