DuraMazwi
Browse Words
Words

-saba

Shona Definition

Kana munhu achi saba anege achizeza kuita zvimwe zvinhu. Tagwirei akaramba kukwira mumutohwe nokuti aisaba kuwa. Ku saba kutya mumwe munhu kana kuita chimwe chinhu. Rudo akasaba paakaona zinyoka richipinda mumwena.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.