Used in other entries
“Kana chinhu chaka pamhama rumwe rutivi, chinenge chakakura rutivi irworwo.”
from -pamhama“Ingi musvi kana kuti muto, unogona kuita ruvara rwakasiyana, inoiswa mukati mechinyoreso kuti ugonyora noruvara irworwo.”
from ingi“Kana chokudya chaku finha unenge waramba uchingodya chorudzi rumwe chete irworwo, zvokuti chinenge chisingachakunakiri, usisadi kuchidya zvakare.”
from -finha