Used in other entries
“Kirimu ruomba kana kuti mafuta anotorwa nechepamusoro pemukaka.”
from kirimu“Mafuta ruomba runozorwa mumuviri kana munhu apedza kugeza.”
from mafuta“Saradhi kudya kunogadzirwa nemiriwo mimbishi yakachekwa-chekwa, ndokuiswa ruomba, yozodyiwa yakadaro.”
from saradhi“Mai vakati ombo ruomba rwemukaka, vachibva vadira mumuriwo.”
from ombo“Ruomba runounguka rwuchibva pamusoro pemukaka.”
from -unguka“Dhonanzi kudya kunobikwa nefurau, kunoiswa ruomba rune tsvigiri pakati.”
from dhonanzi