DuraMazwi
Browse Words
Words

-unguka

Shona Definition

Ku unguka kubva kunoita zvinhu zvinenge zviri nechapamusoro pachisara zvezasi. Ruomba runounguka rwuchibva pamusoro pemukaka.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.