Ichi chiroto chinotyisa chokuti pamwe unonzwa wakadzvinywa asi usingagoni kupfakanyika kana kuchema. Ukaona munhu achimuka achiridza mhere anenge akabatiwa nemadzikirira.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.