DuraMazwi
Browse Words
Words

chitsama

Shona Definition

Chitsama igungano diki revanhu, kana kuti zvinhu zvakati wandei zvishoma, zviri pamwe chete. Ndisvitse chitsama chouswa uhwo.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries