DuraMazwi
Browse Words
Words

-onda

Shona Definition

Munhu aka onda anenge akapera muviri, uri muzvarirwo wake kana kuti kuri kurwara. Mugore renzara vanhu nezvipfuyo vanoonda nekushaya zvekudya.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.