Browse Words
Shona Definition
Munhu anonzi aka omera kana achingoda kuchengetedza mari, asingadi kuitengesa zvinhu zvaangade paupenyu hwake. Kana munhu aka omera anenge asingadi kupa zvaanazvo kune vamwe vanenge vasina, iye aine zvakawanda.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.