Browse Words
Shona Definition
Kana uchi ona chimwe chinhu, unenge uchishandisa maziso ako kuti uchicherechedze. Ngatimbonyatsotarisa tione zvakatikomberedza panyika. Kana uchino ona munhu, unenge uchimushanyira kana kusangana naye panzvimbo yamakarangana. Ku ona kunzwisisa zviri kutaurwa kana nemamiriro ezvinhu. Zviri kutsanangurwa nemunyori uyu, ini handisi kumbozviona kana.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.