Browse Words
Shona Definition
Chipuka chisikwa chese chinofema nokufamba kana kunanaira, chiine muviri wakaita mudiki, uye chinogara musango. Bere chipuka chinokara nyama. Chipuka chisikwa chomusango chinogona kukuvadza vanhu kana dzimwe mhuka. chikara
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ichi chipuka chinogadzira matandadzi, chine makumbo marefu masere.”
from dandemutande“Ku kwapura kurova munhu kana chimwe chipuka zvakasimba, zvisina tsitsi.”
from -kwapura“Hamba chipuka china makwati, chinogara mumvura kana kunze, chisingakwanisi kufamba nokukurumidza.”
from hamba“Kamba chipuka chine gwati rakachiputira, machinozvihwandisa kana chaona muvengi.”
from kamba“Ichi chipuka chitema chakafanana negurwe, chinowanikwa pane mvura.”
from chikororodzi