Iyi imhuka kana chinhu chinoteurirwa kuvadzimu. Bhuru romusha rinourawa sechipirwa kuvadzimu, nyama yaro yodyiwa isina munyu. chibayiro
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.