Browse Words
Shona Definition
Nhumbi zvipfeko kana imwewo midziyo yekushandisa mumba. Nhumbi chiratidzo chehembe kana zvimwewo chinopiwa mukomana nemusikana uye musikana nemukomana, iri ratidzo yerudo rwavo nechitsidzo chekuti vacharoorana.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Gonzo rudzi rwembeva runogara mudzimba, runodya zvirimwa kana nhumbi kana fenicha.”
from gonzo“nhumbi mbatya hanzu”
from chipfeko“Chipiso kamudziyo kesimbi kanoshandiswa kutwasanura nhumbi dzinenge dzagezwa kuti dzizopfekeka dzakatsvinda.”
from chipiso“Vanhu vanokurudzirwa kuti vasapfeka nhumbi dzakadzima kana vachifamba mumugwagwa usiku.”
from -dzima“Kuti chubvu kunyika nhumbi dzokuwacha mumvura.”
from chubvi“Kana uchi chisa nhumbi unenge uchidzitwasanudza nokudzitsikirira neaini inopisa.”
from -chisa