Shona Definition
Chipfeko chinhu chese chinoshandiswa kufukidza muviri. Chipfeko chakanaka chinoita kuti uonekere pane vanhu. nhumbi mbatya hanzu
English Translation
Clothing is anything used to cover the body. Good clothing makes you stand out among people. clothes garments dress
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kana chipfeko chakaku dema chinenge chakamira zvinoyevedza pamuviri wako.”
from -dema“Kuti kumu kubvisa chipfeko pamuviri nokukasira.”
from kumu“Juzi chipfeko chekumusoro chakarukwa neshinda chinodziya.”
from juzi“Ku guurira kupa munhu chipfeko chaunenge usisade kuti apfeke.”
from -guurira“Hwusha chipfeko chomukati chomukadzi chinotenderedza chakabata zvakasimba muchiuno.”
from hwusha“Kuti katanu kubvisa chipfeko kana jira, parinenge rabatira paminzwa kana pawaya.”
from katanu