DuraMazwi
Browse Words
Words

-dzima

Shona Definition

Kana uchi dzima zvinyorwa unenge uchiita kuti zvisavapo. Kana uchi dzima moto kana mwenje unenge uchiita zvinosakisa kuti usabaka. Kana ruvara ruchinzi rwaka dzima runenge rusina kujeka kana kuti rusinganatsoonekwi. Vanhu vanokurudzirwa kuti vasapfeka nhumbi dzakadzima kana vachifamba mumugwagwa usiku. Kana moto wa dzima pakati pomukadzi nomurume mumba vanenge vasisadanani. Kana munhu chainzi aka dzima fungwa anenge akapusa asingafungi zvakapinza. Kana munhu akanwa doro achinzi aka dzima anenge akadhakwa zvakanyanya. Kana munhu aka dzima anenge ashaya zvokutaura ari pakati pokutsanangura imwewo nha

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.