Used in other entries
“Nherera inoguta musi wafa mai.”
from -guta“Nherera dzakasara dzava kuzvaurwa nenzara pamusha pababa vadzo.”
from -zvaura“Kana munhu ane utsuro anenge ari nherera, asina chaanacho.”
from utsuro“Nherera isina vanoiriritira inowanza kuti hembe dzayo chabvu.”
from chabvu“Nherera inonzwirwa urombo navanhu vose pazuva rokufa kwamai vayo asi mushure mezvi hakuna munhu anombozoziva kuti kune nherera ingapiwa zvokudya.”
from Nherera inoguta musi wafa mai“Zvikuru kana munhu achinge ari murombo, kana kuti iri nherera, asina hama dzaangavimba nadzo, akafanira kuchenjerera nezvoupenyu hwake.”
from Tsuro inozvifudza yoga