Browse Tsumo
Shona Definition
Munhu ndowokuzvichenjererawo oga. Zvikuru kana munhu achinge ari murombo, kana kuti iri nherera, asina hama dzaangavimba nadzo, akafanira kuchenjerera nezvoupenyu hwake.
English Translation
Each person has to look out for themselves and provide for their own needs. This weighs most heavily on someone poor or orphaned who has no relatives to lean on.
Cultural Context
“Said of or to orphans, and used by a widowed mother when counselling her children to fend for themselves.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.