DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Nherera inoguta musi wafa mai

Shona Definition

Musi wenyatwa vanhu vanotaridza rudo nemutsa kune uya anenge awirwa nenjodzi. Nherera inonzwirwa urombo navanhu vose pazuva rokufa kwamai vayo asi mushure mezvi hakuna munhu anombozoziva kuti kune nherera ingapiwa zvokudya.

English Translation

Kindness and generosity pour out on the day of a death, so the child who has lost a mother is fed and given things then. Once the mourning is over, no one remembers that the child still needs feeding, and the road ahead is hard.

Cultural Context

“Said of the way sympathy is lavish at the moment of loss but quickly forgotten afterwards.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.