DuraMazwi
Browse Words
Words

nhai

Shona Definition

Nhai izwi rinoshandiswa kana uchida kuti munhu ateerere zvauri kutaura, kana kuti munhu wauri kudaro akunzwe, kazhinji kana uchivhunza mubvunzo. Uyo ndiani, nhai? Nhai, Maidei, wadii kumbotorawo mwana uyu ukambotamba naye panze apo?

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries