Used in other entries
“Ukaona munhu ava kupisa imba nehasha, ndiko kunonzi kupenga zvisina chipimo.”
from chipimo“KuMarondera ndiko kwandakamuona kekutanga.”
from ke-“ndiko .”
from ndoo-“Kana wa nanga kunzvimbo ndiko kwaunenge warurama uchienda.”
from -nanga“Ndiko kusaka vachidya vachinguya nguya.”
from -nguya-nguya“Mbumburu kasimbi kakaurungana, kanobuda mupfuti kana yaridzwa, kanova ndiko kanouraya kana kukuvadza kana kabaya munhu.”
from mbumburu