Used in other entries
“Mukutaurirana zvinhu zvinovaka musha, vanhu vakafanira kudzidzisa ndimi dzavo kutaura mazwi asingagumbusi vamwe.”
from Matukano akabva munyaya“Vanhu vane ndimi dzinotapira havashayi zvavanoda.”
from Mubayi wetsumo / anowana zvaanoda